Kusatenda Huroyi
Leonard Dembo, The Barura Express
Popularity ยท Low
Listen
YouTube
0:00 / 0:00
Loading YouTube player...
Lyrics offset
Synced
Lyrics
Zvawakura mwanawe usatinyadzise tinoda kuti uwanikwe
Zvawakura mwanawe usatinyadzise tinoda kuti uwanikwe
Rambawakadaro mwanawe usatinyadzise tinoda kuti uwanikwe
Rambawakadaro mwanawe usatinyadzise tinoda kuti uwanikwe
Tsika dzako mwanawe usatinyadzise tinoda kuti uwanikwe
Tsika dzako mwanawe usatinyadzise tinoda kuti uwanikwe
Anotovimba newe nyangwe usipo mupewo rudo rwechockwadi
Anotovimba newe nyangwe usipo mupewo rudo rwechokwadi
Zvawakura mwanawe usatinyadzise tinoda kuti uwanikwe
Rambawakadaro mwanawe usatinyadzise tinoda kuti uwanikwe
Tsika dzako mwanawe usatinyadzise tinoda kuti uwanikwe
Anotovimba newe nyangwe usipo mupewo rudo rwechokwadi
Inga kusatenda huroyi shuwa
Kusatenda huroyi huroyika vehama
Kusatenda huroyi
Ende kusatenda huroyi shuwa
Kusatenda huroyi huroyika vehama
Kusatenda huroyi
Inga mazvare majaya wani
Kusatenda huroyi huroyika vehama
Kusatenda huroyi
Inga mazvare mhandara apa
Kusatenda huroyi huroyika vehama
Kusatenda huroyi
Tendaiwoka mwana uyu
Kusatenda huroyi huroyika vehama
Kusatenda huroyi
Veduwe kusatenda huroyi shuwa
Kusatenda huroyi huroyika vehama
Kusatenda huroyi
Apa mazvare majaya wani
Kusatenda huroyi huroyika vehama
Kusatenda huroyi
Apa mazvare mhandara apa
Kusatenda huroyi huroyika vehama
Kusatenda huroyi
Veduwe kusatenda huroyi shuwa
Kusatenda huroyi huroyika vehama
Kusatenda huroyi
Kuvhima mudhurisiki
Kusatenda huroyi huroyika vehama
Kusatenda huroyi
Inga kusatenda huroyi shuwa
Kusatenda huroyi huroyika vehama
Kusatenda huroyi
Inga kusatenda huroyi shuwa
Kusatenda huroyi huroyika vehama
Kusatenda huroyi