Skip to content

Ndoenda

Popularity ยท Low

Listen

YouTube

0:00 / 0:00
Loading YouTube player...
Lyrics offset
Synced

Lyrics

Vachataura vachinyora Munhu uya atanga Ndohunhu wake Amumuzive here Vachataura vachisvoropodza kuti Ndohunhu hwake Amumuzive here Asi kutaura chokwadi Dear ndokuda ini Asi zvawaita izvi, imba ahimire Kutaura chokwadi dear ndokuda ini asi zvawaita izvi imba ahimire Ndoenda patuma type type Tuma fight fight twaunondipinza so Ndoenda Unondikwidza blood pressure every time ndiri around ya Ndoenda patuma type type Tuma fight fight twaunondipinza so Ndoenda unondikwidza blood pressure every time ndiri around ya Oh now lets not talk abt the lying the cheating I know there was no pity Andirove mukadzi azvisi muyangu system Right watadzirwa I see kuti wagumbuka Svika paneni wotaura wakasununguka Bamwana zvii zvamaita Munhu mukuru amunyare samaita Sedance riri panze wakaburitsa maspeaker Kuita hunhu wabhoki kurasa dzese tsika Dzikisa izwi mashoko ari kunzwika Kushedzera pane vanhu uchadzamara wapika Hona manje wataura zvisirizvo Relationship dead yatopazviziviso Ndoenda patuma type type Tuma fight fight tawaunondipinza so Ndoenda unondikwidza blood pressure every time ndiri around ya Ndoenda patuma type type Tuma fight fight twaunondipinza so Ndoenda unondikwidza blood pressure every time ndiri around ya Aah rudo rwemari kana iwe wakarwitadza Zvinoda vakashinga zemazino ekumatadza Ndiwe here wakuti midziyo yangu Ndiwe here wakunditukira basa rangu Vanhu venge mastudents akatarisa paboard Ndosekwa nemarombe sedrama remuroad Respect apachina, love apachina Makiss, masmile nemahug apachina Ndakuenda kunge kombi yazara I know its hard zvinorwadza vasara Moyo wangu uri empty bt nowhere to put you This is me surrendering i aint trying to defeat you Ndoenda patuma type type Tuma fight fight twaunondipinza so Ndoenda unondikwidza blood pressure every time ndiri around ya Ndoenda patuma type type Tuma fight fight twaunondipinza so Ndoenda unondikwidza blood pressure every ndiri around ya Ndoenda Ndoenda Asi kutaura chokwadi dear ndokuda ini Asi zvawaita izvi imba ahimire Kutaura chokwadi dear ndokuda ini Asi zvawaita izvi imba ahimire Ndoenda patuma type type Tuma fight fight twaunondipinza so Ndoenda unondokwidza blood pressure every time ndiri around ya End