Skip to content

MOYO

Nashie Zim
Popularity ยท Low

Listen

YouTube

0:00 / 0:00
Loading YouTube player...
Lyrics offset
Synced

Lyrics

Pandakakuona hana yakarova Daida kutaura nyaya yaku Asi yakarova hana yaku Ndiweka muroora waamai Ini ndamutora honai Ndiweka muroora waamai Ini ndamutora honai Unoroverana moyo (moyo) Kutapudzan mutoro (mutoro) Ndakakuda kubva kudhara (aah_aah) Munhu ndakachiva kubva kudhara Ndoda kukutora ndoenda newe kure Forever my only Ndoenda newe kure Ndiweka muroora waamai Ini ndamutora honai Ndiweka muroora waamai Ini ndamutora honai Unoroverana moyo (moyo) Kutapudza mutoro (mutoro) Ndakakuda kubva kudhara (aah_aah) Munhu ndakachiva kubva kudhara Aa-aah aa-aah aa-aah Pandakakuona hana yakarova Daida kutaura nyaya yaku Asi yakarova hana yaku Ndiweka muroora waamai Ini ndamutora honai Ndiweka muroora waamai Ini ndamutora honai Unoroverana moyo (moyo) Kutapudza mutoro (mutoro) Ndakakuda kubva kudhara (aah-aah) Munhu ndakachiva kubva kudhara Aa-aah aa-aah