Skip to content

BA MWANA

Nashie Zim
Popularity ยท Low

Listen

YouTube

0:00 / 0:00
Loading YouTube player...
Lyrics offset
Synced

Lyrics

Handikuudze kakawanda Asi ini ndinokuda Ndokufira kuchererwa pasi Ini ndinokuda Usaende kure neni Zvese ndichakupa Baby kana wafunga kundisiya Chisiya wandipa mwana Ndoda kusara ndichiona Chiso chako pamwana Your beautiful bamwana Mukati nekunze Ndinotopenga nemi daddy Mukati nekunze (mm-mmh) Your beautiful bamwana Mukati nekunze (mm-mmh) Ndinotopenga nemi daddy Mukati nekunze Handikuudze kakawanda Asi ini ndinokuda Ndokufira kuchererwa pasi Ini ndinokuda Usaende kure neni Zvese ndichakupa Baby kana wafunga kundisiya Chisiya wandipa mwana Ndoda kusara ndichiona Chiso chako pamwana Your beautiful bamwana Mukati nekunze Ndinotopenga nemi daddy Mukati nekunze (mm-mmh) Your beautiful bamwana Mukati nekunze mukati nekunze(mm-mmh) Ndinotopenga nemi daddy Mukati nekunze(mukati nekunze) Your beautiful bamwana (your beautiful bamwana) Mukati nekunze mukati (mukati nekunze) Ndinotopenga nemi daddy Mukati nekunze (mukati ddy mm_mmh) Your beautiful bamwana Mukati nekunze Ndinotopenga nemi Mukati nekunze