Skip to content
Lyric
Dive
Public playlists
My playlists
Search
Sign in
Yambuka Rukova
Jah Prayzah
Popularity ยท Low
+
๐ฟ๐ผ Shona ยท Original
0
0
Listen
YouTube
1
2
3
0:00 / 0:00
Loading YouTube player...
Lyrics offset
Synced
Lyrics
Original
Translation
Bilingual
Ndatora nguva yangu ndikasarudza
Ndaronga zano rangu ndikasimudza
Ndatora nguva yangu ndikasarudza
Ndaronga zano rangu ndikasimudza
Chiedza Chiedza
Chiedzawo Chiedza
Mwanangu dai watevera tsimba
Yambuka rukova undotora mwana
Mwanangu dai watevera tsimbawo
Yambuka rukova undotora mwana
Kana uchimuda
Yambuka rukova undotora mwana
Kana wazvigona
Yambuka rukova undotora mwana
Ndinokuonai ndadzoka
Ndiri kuenda kumhiri kwerukova
Handisi kufambira nhando
Ndiko kwakaenda ruva rangu mai
Ndine hurombo madzimambo
Kana mune nguva teererai aka kambo
Ndati ndikazvichengeta mumoyo zvingafiramo
Ndine mutoro unenge dombo
Ndine hurombo madzimambo
Kana mune nguva teererai aka kambo
Ndati ndikazvichengeta mumoyo zvingafiramo
Ndine mutoro unenge dombo
Woye mutevere mutevere mutevere
Yambuka rukova undotora mwana
Woye mutevere mutevere mutevere
Yambuka rukova undotora mwana
Kana uchimuda
Yambuka rukova undotora mwana
Kana wazvigona
Yambuka rukova undotora mwana
Zvinonzi usiku hahurire shiri
Asi ndichamuka runyanhiriri
Kana hweva hwatsvuka hwati piriviri ndonguva yokupanana rudo rwemandiriri
Mudiwa rudo vaviri murume mumwe chete usada wechipiri
Usawanza madhiri ukangodaro ngoma yerudo hairiri
Woye mutevere mutevere mutevere
Yambuka rukova undotora mwana
Woye mutevere mutevere mutevere
Yambuka rukova undotora mwana
Mwanangu dai watevera tsimba
Yambuka rukova undotora mwana
Kana uchimuda
Yambuka rukova undotora mwana
Even the whole night and day tirimo tiri murudo
Even the whole night and day tirimo tirimo dhiya
Even the whole night and day tirimo tiri murudo
Even the whole night and day tirimo tirimo dhiya
Even the whole night and day tirimo tiri murudo
Yambuka rukova undotora mwana
ย