Skip to content

Kingston Yevaviri

Popularity ยท Low

Listen

YouTube

0:00 / 0:00
Loading YouTube player...
Lyrics offset
Synced

Lyrics

Vadikani kusaziva hufa Ndiziviseiwo pandisinga zive Vadikani kusaziva hufa Ndiziviseiwo pandisinga zive Vanganiko vakagona zvose Zvigowoneka nekuyemurikazve Vanganiko vakagona zvose Zvigowoneka nekuyemurikazve Shoko rekuti rudo tingari ziva tose Asivano runzwisisa vashoma kwazvo Shoko rekuti rudo tingari ziva tose asivano runzwisisa vashoma choose. Ndorega kupedza nguva Rega ndibate mongo wenyaya Ndorega kupedza nguva Rega ndibate mongo wenyaya Wangu mudiwa ndokunyore gwaro Ini kusaziva kuti takavirikidza Wangu mudiwa ndokunyore gwaro Ini kusaziva kuti kunechimwe Chido chemoyo Ndotarisa taratadzo yezita Wanike ndiye wakapika nechinyoreso Ndotarisa taratadzo yezita Wanike ndiye wakapika nechinyoreso Nhayi mudiwa wakanyore tsamba Mudiwa wangu wakanyore tsamba iwewe Wakanyore tsamba mumwe wangu Waka nyore tsamba iwewe Ini kusaziva togere zvedu urisamusha mumwe wangu Ini kusaziva tigere zvedu urisamusha Ndichange ndiri king iwe uri queen tichizvitonga mudumba kedu Heniwe yeh Heniwe Heniwe yeh Heniwe Heniwe yeh Heniwe Nemi vahera munoona sei mumana menyu imomo Nemi vahera munoona sei mumana menyu imomo Taidawo kumisa kadumba kedu naHeniwe Taidawo kumisa kadumba kedu naHeniwe Dziri nhungo motombotsveta pasi asati auya Nemi varozvi munoona sei mumana menyu imomo Nemi varozvi munoona sei mumana menyu imomo Taidawo kuvakawo kadumba kedu ikoko Taida kuvakiridza zimba rematongo roondomoka Hatidi sabhuku anotsikirira pfungwa dzevamwe Hatidi sabhuku anotsikirira pfungwa dzevamwe Heniwe yeh Heniwe Heniwe yeh Heniwe