Skip to content
Lyric
Dive
Public playlists
My playlists
Search
Sign in
Makomborero
Killer T
Popularity ยท Low
+
๐ฟ๐ผ Shona ยท Original
0
0
Listen
YouTube
1
2
3
0:00 / 0:00
Loading YouTube player...
Lyrics offset
Synced
Lyrics
Original
Translation
Bilingual
(Simplex Music) hoye, woye, woye (ahh, ahh)
Mukuru, mukuru (mukuru, mukuru)
Vanozofamba nani kana mavasiya variwo vega?
Vana vanongochema kana mavasiya varivegawo
Makomborero enyu ndiwo atinokumbira Baba

Kuti mutionewo
Kuti mutionewo
Kuti mutionewo
Kuti mutionewo
Ziso renyu Mambo ndiro ratinokumbira
Kuti ndichazovei Mambo kana manditarira
Ndiri kugugudzawo Mambo, musiwo wakavhurika
Muzondikwazisawo Mambo, kana makudarika

Hapana pamuchandisiya, Jehovah ndimi mune simba
Nekuti kunamata ibasa, rinotoda vakashinga
Vanoda here corona, corona iya yatosvika
Nekuti kurarama inyasha, denga ndorine simba

ย