Skip to content

Hazvireve

Popularity ยท Low

Listen

YouTube

0:00 / 0:00
Loading YouTube player...
Lyrics offset
Synced

Lyrics

Hazvireve rudo handina ini Hazvireve rudo handina mwanangu we (Rudo ndinarwo mwanangu) Hazvireve rudo handina ini Hazvireve rudo handina mwanangu we (Rudo ndinarwo mwanangu) Mai vaiva mwana mudiki (mudiki) ini ndakanga ndichi mwana mudiki Hazvireve rudo handina newe mwanangu (rudo ndinarwo mwanangu) Mai vaiva mwana mudiki (mudiki), ini ndakanga ndichi mwana mudiki Hazvireve rudo handina newe mwanangu (rudo ndinarwo mwanangu Mai vaiva mwana mudiki (mudiki), ini ndakanga ndichi mwana mudiki Hazvireve rudo handina newe mwanangu (rudo ndinarwo mwanangu) Mai vaiva mwana mudiki (mudiki), ini ndakanga ndichi mwana mudiki Hazvireve rudo handina newe mwanangu (rudo ndinarwo mwanangu) Mhaka yavepo takatukana, kupopotana, amai ndokuoneka (Bopoto, kutukana, nekuoneka) Mhosva yavepo takatukana, ho kupopotana, amai ndokuramwa (Bopoto, kutukana, nekuoneka) Mukupera kwegore ndakatozonzwa nerunyerekupe Hazvireve rudo handina newe mwanangu (rudo ndinarwo mwanangu) Mukufamba kwenguva ndakatozonzwa nerunyerekupe Hazvireve rudo handina newe mwanangu (rudo ndinarwo mwanangu) Takasangana pamhararano (mhararano), ndikabvunza, "Mai mwana aripiko?" Hazvireve rudo handina newe mwanangu (rudo ndinarwo mwanangu) Takasangana pamhararano (mhararano), ndikabvunza, "Mai mwana anaaniko?" Hazvireve rudo handina newe mwanangu (rudo ndinarwo mwanangu) Tichaonana, tichaonana, kana Mwari vada (zvarongeka) Hazvireve rudo handina newe mwanangu (rudo ndinarwo mwanangu) Tichaonana, tichaonana, kana zvichinge zvarongeka (Mwari ada) Hazvireve rudo handina newe mwanangu (rudo ndinarwo mwanangu) Hazvireve rudo handina ini Hazvireve rudo handina mwanangu we (rudo ndinarwo mwanangu) Hazvireve rudo handina ini Hazvireve rudo handina mwanangu we (rudo ndinarwo mwanangu)