Skip to content
Lyric
Dive
Public playlists
My playlists
Search
Sign in
Hondo Yenzara
Killer T
Popularity ยท Low
+
๐ฟ๐ผ Shona ยท Original
0
0
Listen
YouTube
1
2
3
0:00 / 0:00
Loading YouTube player...
Lyrics offset
Synced
Lyrics
Original
Translation
Bilingual
Hot Property Music
Inini pandakakura pese pandakatambura
Hapana kana aikurukura nezvangu aizvitaura hiiii
Zvikanzi chimbondipai mvura nekuti kunze kwacho kune zuva
Chero gudo chairo rinodyiwa nekuti hupenyu ndinouziva
Hondo yaive nzara
Ndiyo yataichema kubvira tichikura
Kubva pamakatizvara hatina kumbobvira tapembera
Hondo yaive nzara
Ndiyo yataichema kubvira tichikura
Kubva pamakatizvara hatina kumbobvira tapembera
Vakati huya tipinde musango, tongomhanyisawo chinenge chamuka
Ndikati musandipawo hove, ndipeiwo chirauro ndiseve nyama
Ndiri kubva kunovhima, tumai mwana uyo abate nyama
Kwandakabva ndokuziva, enda unovaudza kuti pane basa
Hondo yaive nzara
Ndiyo yataichema kubvira tichikura
Kubva pamakatizvara hatina kumbobvira tapembera
Hondo yaive nzara
Ndiyo yataichema kubvira tichikura
Kubva pamakatizvara hatina kumbobvira tapembera
Vakati vanoda kumhanyisana navo ndikati rega ndisare kumashure
Kune mhuka uko dzinotoruma ndikati rega ndisare kumashure
Zvikanzi panoda bakatwa rakarodzwa kana vana sekuru ndanga ndavaudza
Kuti vazobata zvandavaudza, siya zvako vazochema asi ndavaudza
Hondo yaive nzara
Ndiyo yataichema kubvira tichikura
Kubva pamakatizvara hatina kumbobvira tapembera
Hondo yaive nzara
Ndiyo yataichema kubvira tichikura
Kubva pamakatizvara hatina kumbobvira tapembera
Inini pandakakura pese pandakatambura
Hapana kana aikurukura nezvangu aizvitaura hiiii
Zvikanzi chimbondipai mvura nekuti kunze kwacho kune zuva
Chero gudo chairo rinodyiwa nekuti hupenyu ndinouziva
Hondo yaive nzara
Ndiyo yataichema kubvira tichikura
Kubva pamakatizvara hatina kumbobvira tapembera
Hondo yaive nzara
Ndiyo yataichema kubvira tichikura
Kubva pamakatizvara hatina kumbobvira tapembera
Kubvira tichikura kubva pamakatizvara
ย