Makatendeka
Bonnie Deuschle & The Celebration Choir
Popularity ยท Low
Listen
YouTube
0:00 / 0:00
Loading YouTube player...
Lyrics offset
Synced
Lyrics
Yeaaaahh yeah
Kana ndinemi ndinonzwa kufara
Kana ndinemi ndine rugare
Kana ndinemi ndinonzwa kufara
Kana ndinemi ndine rugare
Makatendeka mazuva ose
Makatendeka nguva dzose
Makatendeka mazuva ose
Makatendeka nguva dzose
Kana ndinemi ndinonzwa kufara
Kana ndinemi ndine rugare
Kana ndinemi ndinonzwa kufara
Kana ndinemi ndine rugare
Makatendeka mazuva ose
Makatendeka nguva dzose
Makatendeka mazuva ose
Makatendeka nguva dzose
Handidi kubva pamuri x16