Skip to content
Lyric
Dive
Public playlists
My playlists
Search
Sign in
Nyamaropa Pachipembere
Stella Chiweshe
Popularity ยท Low
+
๐ฟ๐ผ Shona ยท Original
0
0
Listen
YouTube
1
2
3
0:00 / 0:00
Loading YouTube player...
Lyrics offset
Synced
Lyrics
Original
Translation
Bilingual
Yarira Karumademe
ย
Heyinoka yakarira Karumademe mhoro, yarira Karumademe
Haiya woye woye woiyere
Iye iye woye nhamo ichauya
Haiya woye woye woiyere
Iye iye woye nhamo ichauya
Haiya woye woye woiyere
Iye iye woye nhamo ichauya
ย
Dambanevana mhoro, mhoro Dambanevana
Mhoroka Dambanevana Mambo
ย
Nhamo ichauya, nhamo ichauya, nhamo ichauya, nhamo ichauya
Nhamo ichauya, nhamo ichauya, nhamo ichauya Ambuya
Ndega, ndega
ย
Heyinoka yakarira Karumademe waramwa, Baba Mutenhesanwa
ย
Heyinoka yakarira Karumademe waramwa
Heyinoka yakarira Karumademe waramwa
ย
Vakazouya zvavo huku dzarira mwachewe
Ndatakatira
ย