Bhuru Dzvuku
Popularity · Low
Listen
YouTube
0:00 / 0:00
Loading YouTube player...
Lyrics offset
Synced
Lyrics
Prezha rareba
Huya netape measure
Tofara zvisina pressure
Ah di master
Layaan
Ichiri Ninja Saturday, kuri hot
Tambotanga tichitambira muboat
Twuzvimoko twakabata macider machinda achijiver, hakuna akabata quart
Kunze kwasviba ngatichichinja spot
Tsvaga bhawa rekuridza 'Buss Di Shot'
Ndirikucontroller prezha ndini ndine remote
Ndipe Bhuru Dzvuku usaise tot
Ndiine Bhuru Dzvuku
Bhawa rakaheater, ndikanzwa ndakuneta, masip matatu dzvutu
Kufara chete, kufara chete
Ndiine Bhuru Dzvuku
Kunze kwasviba, handiperekedze mwana kumba kwavo saTuku
Kufara chete, kufara chete
Ndichipinda mudhanzi
Mazigreen-like nemaRands
Layaan chengeta chibhanzi
Tozobhadara takubuda mudhazi
Saka waitress huya netiri
Tora order yeMaNinja ari pandiri
Vasco phonera Mafia 19
Guspy huya nana mainini
Vanhu vazhinji vakamira muraini
Dhanzi razara kuma9
Mababy hobho tamba naini
Twuineni twunotobuda shine
Ndiine Bhuru Dzvuku twuchimwa wine
Twuchimwa wine
Twandikumbira sip, twabva twati iri fine
Twabva twati iri fine
Ini ndiine Bhuru Dzvuku
Bhawa rakaheater, ndikanzwa ndakuneta, masip matatu dzvutu
Kufara chete, kufara chete
Ndiine Bhuru Dzvuku
Kunze kwasviba, handiperekedze mwana kumba kwavo saTuku
Kufara chete, kufara chete
Bhawa rakadziya
Vanhu vakufara, kuyerera ziya
Twuzvimoko twuchipfuura pandiri; "Ndeipi DiBigman?"
Ndinongoti; "Ndeipi dear?"
Vobva vati; "Uyu tinenge tamuziva"
Layaan MuSoja aine Ninja Gear
Vamwe vanouya vakabata beer
Asi Bhuru Dzvuku rangu handimborisiya