Skip to content
Lyric
Dive
Public playlists
My playlists
Search
Sign in
Kumagumo
Jah Prayzah
Popularity ยท Low
+
๐ฟ๐ผ Shona ยท Original
0
0
Listen
YouTube
1
2
3
0:00 / 0:00
Loading YouTube player...
Lyrics offset
Synced
Lyrics
Original
Translation
Bilingual
Varume ndafunga kure, kure Mambo (kure kure kure, kure Mambo)
Varume ndafunga kure, kure Mambo (kure kure kure, kure Mambo)
Mhuri yangu iri kunetseka kumusha, hoye Mambo (kure Mambo)
Mhuri yangu iri kuyaura varume, inini ndakuenda (kure Mambo)
Ngoma haimire kunaka vasikana, inini ndakuenda
Ngoma haimire kunaka varume, inini ndakuenda
Huwerere huwerere huwerere Mambo(kumagumo)
Ndiyoyi ngoma yandaitaura (kumagumo)
Huwerere huwerere huwerere Mambo(kumagumo)
Ndiyoyi ngoma yandaitaura (kumagumo)
Ndiyoyi ngoma yandaitaura varume (kumagumo)
Ndiyoyi ngoma yandaireva (kumagumo)
Ndiyoyi ngoma yandaitaura yasvika (kumagumo)
Ndiyoyi ngoma yandaireva (kumagumo)
Varume ndakuenda, ini ndafunga kure
Varume ndakuenda kumusha, hoye Mambo
Hura wangu wamonyoroka Mambo, hoye Mambo
Hura wangu wamonyoroka varume, hoye Mambo
Zvimwe moyo wekubereka, hoye Mambo
Zvimwe moyo wekubereka, hoye Mambo
Huwerere huwerere huwerere Mambo (kumagumo)
Hoye Mambo (kumagumo)
Huwerere huwerere huwerere Mambo(kumagumo)
Ndiyoyi ngoma yandaitaura (kumagumo)
Ndiyoyi ngoma yandaitaura yasvika (kumagumo)
Ndiyoyi ngoma yandaireva (kumagumo)
Ndiyoyi ngoma yandaitaura varume (kumagumo)
Ndiyoyi ngoma yandaireva (kumagumo)
(ndiani angabvumbamira pwere vamwe havabvume, kunze kune mhute)
Ndiani angabvumbamira pwere vamwe havabvume, kunze kune mhute iwe
(ndiani angabvumbamira pwere vamwe havabvume, kunze kune mhute)
Ndiani angabvumbamira pwere vamwe havabvume, kunze kune mhute iwe
(ndiani angabvumbamira pwere vamwe havabvume, kunze kune mhute)
Huwerere huwerere huwerere Mambo, hoye Mambo
Huwerere huwerere huwerere Mambo ndeha, hoye Mambo
Huwerere huwerere huwerere Mambo, hoye Mambo
(ndiani angabvumbamira pwere vamwe havabvume kunze kune mhute)
Ndiani angabvumbamira pwere vamwe havabvume kunze kune mhute iwe
(ndiani angabvumbamira pwere vamwe havabvume kunze kune mhute)
Ndiani angabvumbamira pwere vamwe havabvume kunze kune mhute iwe
ย