Skip to content
Lyric
Dive
Public playlists
My playlists
Search
Sign in
Tsika Dzedu
Nicholas Zakaria
Popularity ยท Low
+
๐ฟ๐ผ Shona ยท Original
0
0
Listen
YouTube
1
2
3
0:00 / 0:00
Loading YouTube player...
Lyrics offset
Synced
Lyrics
Original
Translation
Bilingual
Kusawirirana vakuru navadiki
Mitemo netsika zviri kunetsa
ย
Kusawirirana vakuru navadiki
Mitemo netsika zviri kunetsa
ย
Tsika dzedu pachivanhu chedu hapasisina
Zvichadzoka here?
ย
Tsika dzedu pachivanhu chedu hapasisina
Zvichadzoka here?
ย
Rukudzo, rukudzo mutsika dzedu
Rwakayeredzwa nemvura hama
ย
Rukudzo, rukudzo mutsika dzedu
Rwakayeredzwa nemvura hama
ย
Kukwazisa kwevakomana mazuva ano
Unonzwa hesi, hesi mudhara uri sharp here?
ย
Kukwazisa kwevakomana mazuva ano
Unonzwa hesi, hesi mudhara uri sharp here?
ย
Vasikana vechidiki hehe
Ndabata makumbo ndatenderera
Vasikana vechidiki hehe
Ndabata makumbo ndatenderera
Vakomana vechidiki hehe
Ndabata makumbo ndatenderera
Vakomana vechidiki hehe
Ndabata makumbo ndatenderera
Ngatichengete chiremera pachivanhu chedu
Tisazokanganwa hunhu hwedu
Ngatichengete chiremera pachivanhu chedu
Tisazokanganwa hunhu hwedu
ย
Teereraiwo vana vanguka
Kana ndichitaura ndinotaura ndakapereraka
Teereraiwo vana vanguka
Kana ndichitaura ndinotaura ndakapereraka
Teereraiwo vana vanguka
Kana ndichitaura ndinotaura ndakapereraka
Teereraiwo vana vanguka
Kana ndichitaura ndinotaura ndakapereraka
ย
Vasikana vechidikiwo
Zivaiwo zera renyu rekudana naro
Vasikana vechidikiwo
Zivaiwo zera renyu rekudana naro
Vakomana vechidikiwo
Zivaiwo zera renyu ramunopfimba
Vakomana vechidikiwo
Zivaiwo zera renyu ramunopfimba
ย
Teereraiwo vana vanguka
Kana ndichitaura ndinotaura ndakapereraka
Teereraiwo vana vanguka
Kana ndichitaura ndinotaura ndakapereraka
ย