Skip to content
Lyric
Dive
Public playlists
My playlists
Search
Sign in
Nhamo Moto
Leonard Dembo & The Barura Express
Popularity ยท Low
+
๐ฟ๐ผ Shona ยท Original
0
0
Listen
YouTube
1
2
3
0:00 / 0:00
Loading YouTube player...
Lyrics offset
Synced
Lyrics
Original
Translation
Bilingual
Ndicho chirairo chako mwanangu nherera
Chirairo chako misodzi nherera hona
ย
Ndicho chirairo chako mwanangu nherera
Chirairo chako misodzi nherera hona
ย
Nhamo moto mwanangu nherera
Unopisa nechisakapara mhosva hona
ย
Nhamo moto mwanangu nherera
Unopisa nechisakapara mhosva hona
ย
Nhamo idoro mwanangu nherera
Harina warimwa nhasi nherera hona
ย
Nhamo idoro mwanangu nherera
Harina warimwa nhasi nherera hona
ย
Tsvaga anokuroora mwanangu nherera
Uwane anokuvaraidza nherera hona
ย
Tsvaga anokuroora mwanangu nherera
Uwane anokuvaraidza nherera hona
ย
Inga vamwewo vanovaraidzawo hona (vanovaraidza)
Inga vamwewo vanovaraidzawo wani (vanovaraidza)
Inga vamwewo vanovaraidzawo wani (vanovaraidza)
Inga vamwewo vanovaraidzawo hona (vanovaraidza)
Vasikana patsime vanovaraidzawo hona (vanovaraidza)
Vasikana patsime vanovaraidzawo hona (vanovaraidza)
Vakomana vazvino vanovaraidzawo hona (vanovaraidza)
Vakomana vazvino vanovaraidzawo hona (vanovaraidza)
ย