Skip to content
Lyric
Dive
Public playlists
My playlists
Search
Sign in
Usaperere Pavanhu Ava
Tanto Wavie
Popularity ยท Low
+
๐ฟ๐ผ Shona ยท Original
0
0
Listen
YouTube
1
2
3
0:00 / 0:00
Loading YouTube player...
Lyrics offset
Synced
Lyrics
Original
Translation
Bilingual
Chibeat cha Tanto
ย
Youngboy with the key
Munhu wese angori makey
Tanto wavie
Sean wavie (wavie nation)
Unoda kungorwadziswa seiko
Unoda kungozvimbiswa seiko
Moyo wangu hameno unoda tiite seiko
Usaperere pavanhu ava
Usaperere pavanhu ava
Moyo wangu hameno unoda tiite sei
Handichaziva pamwe unongoti zvakafanana
Pamwe unongoti hapana hapana
Asi ziva kwazvichagumira ndokuya (Rudo ibofu)
Pamwe unongoti chinouya chindondiwana
Chinouya chinondijuma asi ndiwe
unosara wochema kunge warumwa nechiruma
Ahhh iwe unonyanya kudhipisa
Murudo unonyanya kudhipisa
Haudi kunzwisisa moyo wangu haudi
Unoda kungorwadziswa seiko
Unoda kungozvimbiswa seiko (moyo wangu)
Hameno unoda tiite seiko
Usaperere pavanhu ava
Usaperere pavanhu ava (moyo wangu)
Hameno unoda tiite sei
Mupfungwa zvondishungurudza
Inini zvondishungurudza
ย
Moyo wangu unondishupa
Rimwe zuva uchandipfuudza
Ndiri kufeeler kunge ndiri loser
Kufeeler se ndaka loser
Iwe uri ndamba kuudzwa
Iwe uri ndamba kuudzwa
Usaperera nokuti waunoti wako anoenda
Wakatemba ita yaunoita wega wakaenda
Unoda kungorwadziswa seiko
Unoda kungozvimbiswa seiko (moyo wangu)
Hameno unoda ndiite sei ko
Usaperera pavanhu ava
Usaperera pavanhu ava (moyo wangu)
Hameno unoda tiite seiko
ย