Skip to content
Lyric
Dive
Public playlists
My playlists
Search
Sign in
Mahumbwe
Killer T
Popularity ยท Low
+
๐ฟ๐ผ Shona ยท Original
0
0
Listen
YouTube
1
2
3
0:00 / 0:00
Loading YouTube player...
Lyrics offset
Synced
Lyrics
Original
Translation
Bilingual
Killer T, Ayanaya for manumber manyowani (aiyahoo)
Hot Property nyatsochecker mukuru mukuru
Vakati ndezvekutungana kwembudzi
Zvikanzi siyai arere asi muchazoona ari muridzi
Kuroorana kwavo vese vaitongofunga kuti mahumbwe
Kugarisana kwavo asi nhasi zvazofaya Mwari wangu

Vakati, "Gogogoyi tauya panapa nerusambo
Aiwa tabuda mugota saka motipawo nyembe dzeumambo"
Aiwa bikai magwinya panapa vaimbotisimbisa zvemuchato
Aiwa kandai mumoto nhamo iya yekurara ndega ndairamba
Kuroorana kwavo vese vaitongofunga kuti mahumbwe
Kugarisana kwavo asi nhasi zvazofaya Mwari wangu
Kuroorana kwavo vese vaitongofunga kuti mahumbwe
Kugarisana kwavo asi nhasi zvazofaya Mwari wangu
Takuda nguva yemusengabere (aiyahoyere hoye)
Kuzvuzvurudza mwana wevanhu achiridza mhere (aiyahoyere hoye)
Manje sadombo varipo vari muberere (aiyahoyere hoye)
Hanzi mukuwasha mukoko kumora haupere (aiyahoyere hoye)
Kuroorana kwavo vese vaitongofunga kuti mahumbwe
Kugarisana kwavo asi nhasi zvazofaya Mwari wangu
Kuroorana kwavo vese vaitongofunga kuti mahumbwe
Kugarisana kwavo asi nhasi zvazofaya Mwari wangu
Vakati gogogoyi tauya panapa nerusambo
Aiwa tabuda mugota saka motipawo nyembe dzeumambo
Aiwa bikai magwinya panapa vaimbotisimbisa zvemuchato
Aiwa kandai mumoto nhamo iya yekurara ndega ndairamba
Kuroorana kwavo vese vaitongofunga kuti mahumbwe
Kugarisana kwavo asi nhasi zvazofaya Mwari wangu
Kuroorana kwavo vese vaitongofunga kuti mahumbwe
Kugarisana kwavo asi nhasi zvazofaya Mwari wangu
Ayanaya for (aiyahoyere hoye) Killer T again, Hot Property
Nyatsochecker masettings (aiyahoyere hoye)
Kuroorana kwavo kumbofunga kuti mahumbwe (aiyahoyere hoye)
Kugarisana kwavo asi nhasi zvazofaya Mwari wangu (aiyahoyere hoye)
Kuroorana kwavo vese vaitongofunga kuti mahumbwe
Kugarisana kwavo asi nhasi zvazofaya Mwari wangu
Une rudo, mudiwa wangu une rudo, une rudo mudiwa wangu une rudo
ย