Skip to content
Lyric
Dive
Public playlists
My playlists
Search
Sign in
Shoko Riye
Nicholas Zacharia, Khiama Boys
Popularity · Low
+
Original
0
0
Listen
YouTube
1
2
3
0:00 / 0:00
Loading YouTube player...
Lyrics offset
Synced
Lyrics
Original
Translation
Bilingual
Shoko riye ramaitaura baba
Ndinaro, ndinaro
Shoko riye ramaitaura baba
Ndinaro, ndinaro
Rekuti ndichengete vana vedu ava
Ndinaro, ndinaro
Rekuti ndichengete vana vedu ava
Ndinaro, ndinaro
Chinhu chimwe chete chatinopesana baba
Vanasikana havadi kuvaka dzimba dzavo
Chinhu chimwe chete chatinopesana baba
Vanasikana havadi kuvaka dzimba dzavo
Munyama here kana kuti ndezvekuda
Ndobva ndashaya kana pekuzvitangira
Munyama here kana kuti ndezvekuda
Ndobva ndashaya kana pekuzvitangira
Vari kumusoro ndinzweiwo chichemo changu
Vanasikana vawanikwe
Vari kumusoro ndinzweiwo chichemo changu
Vanasikana vawanikwe
Zvenyika hazvimbopera
Wakaiwana iripo uchaisiya iripo
Zvenyika hazvimbopera
Wakaiwana iripo uchaisiya iripo
Baba uwe
Baba uwe
Baba uwe
Baba uwe
Uwe
Baba uwe
Iya baba uwe
Ndaneta uwe
Baba uwe
Baba uwe
Baba uwe
Vari kumusoro ndinzweiwo chichemo changu
Vanasikana vawanikwe
Vari kumusoro ndinzweiwo chichemo changu
Vanasikana vawanikwe
Zvenyika hazvimbopera
Wakaiwana iripo uchaisiya iripo
Zvenyika hazvimbopera
Wakaiwana iripo uchaisiya iripo
Mhamha uwe
Baba uwe
Baba uwe
Baba uwe
Uwe