Skip to content
Lyric
Dive
Public playlists
My playlists
Search
Sign in
Mikono
Stella Chiweshe
Popularity · Low
+
Original
0
0
Listen
YouTube
1
2
3
0:00 / 0:00
Loading YouTube player...
Lyrics offset
Synced
Lyrics
Original
Translation
Bilingual
Hamusati mapaona panorwa mikono
Inobayana panorwa mikono
Hamusati mapaona panorwa mikono
Inobayana panorwa mikono
Hamusati mapaona iyerende iyaha
Panorwa mikono
Hamusati mapaona iyerende iyaha
Panorwa mikono
Hamusati mapaona panorwa mikono
Inobayana panorwa mikono
Hamusati mapaona panorwa mikono
Inobayana panorwa mikono
Hamusati mapaona iyerende iyaha
Panorwa mikono
Hamusati mapaona iyerende iyaha
Panorwa mikono
Hamusati mapaona panorwa mikono
Inobayana panorwa mikono
Hamusati mapaona panorwa mikono
Inobayana panorwa mikono
Hamusati mapaona iyerende iyaha
Panorwa mikono
Hamusati mapaona iyerende iyaha
Panorwa mikono
Hamusati mapaona panorwa mikono
Inobayana panorwa mikono
Hamusati mapaona panorwa mikono
Inobayana panorwa mikono
Hamusati mapaona iyerende iyaha
Panorwa mikono
Hamusati mapaona iyerende iyaha
Panorwa mikono
Iye iye iyeheee (haiye) panorwa mikono
Inobayana panorwa mikono
Iye iye iyeheee (haiye) panorwa mikono
Inobayana panorwa mikono
Iye iye iyerere ahiiyee
Iyaha, panorwa mikono
Iye iye iyerere ahiiyee
Iyaha, panorwa mikono
Vakafa vakamuka (haiye) panorwa mikono
Inobayana panorwa mikono
Vakafa vakamuka (haiye) panorwa mikono
Inobayana panorwa mikono
O, vakafa vakamuka (haiye)
Iweweye iyaaha panorwa mikono
O, vakafa vakamuka (haiye)
Iweweye iyaaha panorwa mikono
Iye iye iyerere panorwa mikono (aa)
Inobayana panorwa mikono
T'ndiu, t'ndiu, t'ndiu, t'ndiu, t'ndiu
Kakabvu kakabvu
Tsvugurr!
Svetu tika
Pidigu nyonde
Pidigu nyonde
Nyonde nyonde nyonde
Iye iye iyerere (haiye) panorwa mikono
Inobayana (aa) panorwa mikono
Iye iye iyerere (haiye) panorwa mikono
Inobayana panorwa mikono
Iye iye iyerere panorwa mikono (ii)
Inobayana panorwa mikono
Hamusati mapaona haiye iyaaha
Panorwa mikono
Hamusati mapaona haiye iyaaha
Panorwa mikono
Hamusati mapaona
Iyerende iyaha panorwa mikono
Iyerende iyerende panorwa mikono-oo