Skip to content
Lyric
Dive
Public playlists
My playlists
Search
Sign in
Zvikagodii
Slyme Foxx | Icey Ekxne
Popularity ยท Low
+
๐ฟ๐ผ Shona ยท Original
0
0
YouTube
Searching YouTube...
Lyrics
Original
Translation
Bilingual
Hanzi makatonhodza mastreets zvikagodii
Tikurova mbimbi tikurova double d
Zvedu tiri kujamba tega ko mungatidii
Tiri kubika ngoma kunge tikubika tea
Hanzi makatonhodza mastreets zvikagodii
Tikurova mbimbi tikurova double d
Zvedu tiri kujamba tega ko mungatidii
Tiri kubika ngoma kunge tikubika tea
Bhazi rakazara nemagevha
Ndiri kuona horror pamwe ichamba chandabhema
Usatembe vese vamwe vacho ndevenhema
George ukazviwanza unokonzeresa njodzi
Hausi mwana mdiki anobuditsa musodzi
Life haina pause
Mwari vane nyasha vachatumira ngirozi
Ngoma takatinya mumatura emuhozi
Gava arikurira chingobairira maphones
Zvikagodii
Tikurova mbimbi tikurova double d
Zvedu tiri kujamba tega ko mungatidii
Tiri kubika ngoma kunge tikubika tea
Hanzi makatonhodza mastreets zvikagodii
Tikurova mbimbi tikurova double d
Zvedu tiri kujamba tega ko mungatidii
Tiri kubika ngoma kunge tikubika tea
Izvezvi ndiri kumine zvirisei mzaya
Bvudzi ratochena ndiri kushanda pachigayo
Maituma mabhuru maindifudzisa malion
Izvezvi hamutunge ndakabata nyanga dzayo
Nyangadza mugoni atadza
Dzaisakura nedemo no kukumbira badza
Vainditadzisa kufema nepamoyo kwambazva
Ragudo rakukamhina mutiro wafanza
Zvainzi ndikupenga pengadine
Zvainzi ndikutsenga paperbag
Vaiti ndikupera mafanz akudaira
Maybe kwandaswera kune zvinhu
Legend muroad vaindipfugamira zvirisei
Kana muri makonzo musandibvunze ndiri kufiritei
Coz zvaukuita makundibvunza kuzviita sei
Barz too sick mukuvatsvagira mapiritsi eyi
Hanzi makatonhodza mastreets zvikagodii
Tikurova mbimbi tikurova double d
Zvedu tiri kujamba tega ko mungatidii
Tiri kubika ngoma kunge tikubika tea
Hanzi makatonhodza mastreets zvikagodii
Tikurova mbimbi tikurova double d
Zvedu tiri kujamba tega ko mungatidii
Tiri kubika ngoma kunge tikubika tea
ย