Skip to content
Lyric
Dive
Public playlists
My playlists
Search
Sign in
Ndo Recover Ft. Crooger
Holy Ten
Popularity ยท Low
+
๐ฟ๐ผ Shona ยท Original
0
0
Listen
YouTube
1
2
3
0:00 / 0:00
Loading YouTube player...
Lyrics offset
Synced
Lyrics
Original
Translation
Bilingual
Hoyo (back)
Zvikadhakwa sei, ndorecover
Chero zvikadhakwa sei, ndorecover
Zvikadhakwa sei, ndorecover
Chero zvikadhakwa sei, ndorecover
Ngatinamatei, torecover
Kwete kutsvaga muporofita fake, dzonzi n'anga
Zvikadhakwa sei, ndorecover
Chero zvikadhakwa sei, ndorecover
Ngatinamatei, torecover
Kwete kutsvaga muporofita fake, dzonzi n'anga
Ku packer manyepo kutozonditengesera
Kureva zvirevo kutozotonyengetera
Mamero, mamero ava vakarerekera
Kune mbeva, takachema baba takachema isu
Takakwereta, baba takatengesa ivhu
Makati hemheni, hallelujah tikati iyo proof
Asi kuchema uku kwane nguva handei kumba nekuti
Zvikadhakwa sei, ndorecover
Chero zvikadhakwa sei, ndorecover
Ngatinamatei, torecover
Kwete kutsvaga muporofita fake, dzonzi n'anga
Zvikadhakwa sei, ndorecover
Chero zvikadhakwa sei, ndorecover
Ngatinamatei, torecover
Kwete kutsvaga muporofita fake, dzonzi n'anga
Ndorecover ma points
Mbiri kuna Mwari ndivo vakandipa voice (voice)
Mbiri kuna Mwari ndivo vakandipa choice (choice)
Samanyanga, nzou hairemerwe nenyanga dzayo
Chero zvikagozha handimboquitter
Handisi quitter, I'm a winner
Mupfana wa Jesus yeah, yeah
Shumba yema Judah ndinopusha
Hupenyu hukabhutsura handimbonyutura
Zvikadhakwa sei, ndorecover
Chero zvikadhakwa sei, ndorecover
Ngatinamatei, torecover
Kwete kutsvaga muporofita fake, dzonzi n'anga
ย