NdiMwari
Tinashey Mutandwa
Popularity ยท Low
Listen
YouTube
0:00 / 0:00
Loading YouTube player...
Lyrics offset
Synced
Lyrics
Chorus
Hakusi kugona, Hakusi kungwara, NdiMwari vandisvitsa pano
Ndinodzorera mbiri yose kuna Mwari , ndiMwari vandisvitsa pano.
Verse
Zvandiri nhasi ndiyaniko, ndatakurwa nenyasha dzamusharukwa.

NdiMwari vatisvitsa pano (repeats)