Skip to content
Lyric
Dive
Public playlists
My playlists
Search
Sign in
Chidhumo NaMasendeke
SaintFloew
Popularity ยท Low
+
๐ฟ๐ผ Shona ยท Original
0
0
Listen
YouTube
1
2
3
0:00 / 0:00
Loading YouTube player...
Lyrics offset
Synced
Lyrics
Original
Translation
Bilingual
Jamal watchu do do do
No limits
Mamonya etea tea tea
Nash Nation
Tichatoita Chidhumo naMasendeke
Only kungotryer kuti zvese zvaunoda zvitengeke
Bhabhu ndikubereke
Nekuti zvizhinji zvinopihwa vanhu mazuvano
Zvemahara hazvitengeke (hazvitengeke, hazvitengeke)
So ndingakutendawo nei (mmm mmm)
Unotenga mota kwete rudo
Zvimwe hazvisi bho, pamwe usaguma door
Apa uchipenza penza, bate ruoko don't ever go
Pamwe ndingaita zvemagoal, zvi see-saw
Iiih hazvitengeke
Moyo unodhura hauchekeke
Wati uri juzi saka upfekeke
Ini hangu handiteerere
Zvimwe zvakawanda but I'm learning
Moto unenge Satan nemheni
I think i'm just focused on my journey
So don't be complaining
Tichatoita Chidhumo naMasendeke
Only kungotryer kuti zvese zvaunoda zvitengeke
Bhabhu ndikubereke
Nekuti zvizhinji zvinopihwa vanhu mazuvano
Zvemahara hazvitengeke (hazvitengeke, hazvitengeke)
So ndingakutendawo nei (mmm mmm)
Hazvitengeke kudhura
Zvave nane kuhu-
Asi kwatabva ndokure hatingadzokere muguna
Network ndoidzura, zvizhinji zvacho zvinombotipfuura
Asi zvakachipa zvichi dhura (zvinodhura aah)
Network ndoidzura, zvizhinji zvacho zvinombotipfuura
Asi zvakachipa zvichi dhura
Zvinodhura

ย