Skip to content

Ninja Summer

Popularity ยท Low

Listen

YouTube

0:00 / 0:00
Loading YouTube player...
Lyrics offset
Synced

Lyrics

Yow, Layaan googler "f pazayan" Bang, bang Bhobho tsvaga kuvha rine chigodo Ah di master Tapinda musummer time Hapachina nguva yecrime Tirikungotsvaga madhora Tozvitengera zvinotohora Tsvaga mumvuri hwanda sunshine Madegrees i49 Maice cream two-two padhora Pakuda zvinhu zvinotonhora Zvimoko zvakarova mashort MaNinja musummer, naughty Kana zvavakupfuura kunaFourth Musaridze miridzo paRoad Port Nekuti summer MaNinja (MaNinja) Kana staira tachinja (tachinja) Mutown makunakidza Zvakapfekwa nezvimoko zvovaraidza Nekuti summer MaNinja (MaNinja) Kana staira tachinja (tachinja) Mutown makunakidza Zvakapfekwa nezvimoko zvovaraidza Panoda hembe dzinopinza mhepo (pinza mhepo) nebhachi ndoyavepo (ndoyavepo) MaNinja tichipinda prezha madeko Anobairira jasi ane mamhepo Layaan huya uina Bogos naBhudza Tomboenda kuboat tocruiser Usatiyendesa nekunonyudza Zvakasafamba mushe unotinyudza Ndichiri mudiki pakufa Hatisi gehena asi ndanzwa kutsva Ndokuti summer, aiwa hazvisi zvitsva Staira yachona chete ndiyo itsva Nekuti summer MaNinja (MaNinja) Kana staira tachinja (tachinja) Mutown makunakidza Zvakapfekwa nezvimoko zvovaraidza Nekuti summer MaNinja (MaNinja) Kana staira tachinja (tachinja) Mutown makunakidza Zvakapfekwa nezvimoko zvovaraidza Hausiwe Rihanna asi ndipinze muumbrella Ndotsva musoro, bvudzi ndange ndakutorigera Pandakuona uchipfuura ndabva ndaregera Ndambokanganwa kurikupisa ndobva ndamerera Smart yawakarova, ndabva ndada kukuteera Hande tinorohwa neaircon muhotera Zvichaitika hazvina basa, tese tabvezera Chishuwo changu kungoenda panotonhorera Tine MaNinja tiri musummer Ndopaunoona hushamwari hunokunda hukama "Di swag turn up" pachiJama Hameno vakasaudzana Tapinda musummer time Hapachina nguva yecrime Tirikungotsvaga madhora Tozvitengera zvinotohora Tsvaga mumvuri hwanda sunshine Madegrees i49 Maice cream two-two padhora Pakuda zvinhu zvinotonhora Zvimoko zvakarova mashort MaNinja musummer, naughty Kana zvavakupfuura kunaFourth Musaridze miridzo paRoad Port Nekuti summer MaNinja (MaNinja) Kana staira tachinja (tachinja) Mutown makunakidza Zvakapfekwa nezvimoko zvovaraidza Nekuti summer MaNinja (MaNinja) Kana staira tachinja (tachinja) Mutown makunakidza Zvakapfekwa nezvimoko zvovaraidza Bhobho tsvaga kuvha rine chigodo