Skip to content

Tozeza

Oliver “Tuku” Mtukudzi
Popularity · Low

Listen

YouTube

0:00 / 0:00
Loading YouTube player...
Lyrics offset
Synced

Lyrics

Imi baba manyanya Imi baba manyanya Imi baba manyanya Kurova amai Ndimi baba manyanya Kutuka amai moti isu vana tefara seiko isu vana tefara seiko kana mai vachingochema pameso pedu kana mai vachingochema pamberi pedu apa Imi baba manyanya Kurova amai Ndimi baba manyanya Kutuka amai moti isu vana tefara seiko isu vana tefara seiko kana mai vachingochema pameso pedu kana mai vachingochema pamberi pedu mati kwanha ndifire pavanapa ponda hako ndifire pavana vangu ava tozeza baba tozeza baba tozeza baba tozeza baba tozeza baba vauya vadhakiwa tozeza baba tozeza baba tozeza baba baba chidhakwa tozeza baba tozeza baba ava vauya vakoriwa tozeza baba hoyi hoyi manyanya chavanotadza chiiko chinomerera madhakiwa idoro here rinofurira mai ngavatukwe idoro here rinoti mai ngavarohwe tozeza baba tozeza baba tozeza baba tozeza baba tozeza baba vauya vadhakiwa tozeza baba tozeza baba tozeza baba baba chidhakwa tozeza baba tozeza baba tozeza baba tozeza baba ava vauya vakoriwa tozeza baba hoyi hoyi manyanya ho baba ho mama ndimi baba vangu ho baba ho baba ndimi baba vangu ho mama jo unokuvara hai auzweke! get well kwau mukwanyau