Skip to content
Lyric
Dive
Public playlists
My playlists
Search
Sign in
Vana Vako Vopera (Greatest Hits Version 2006)
Stella Chiweshe
Popularity ยท Low
+
๐ฟ๐ผ Shona ยท Original
0
0
Listen
YouTube
1
2
3
0:00 / 0:00
Loading YouTube player...
Lyrics offset
Synced
Lyrics
Original
Translation
Bilingual
Iye wondende, wondende, wondende, honde-honde
Iye wondende, wondende, wondende, honde
ย
Kuromba marikurumidza
ย
Iye wondende, wondende, wondende, honde
Zeve zeve rina mambo
Zeve zeve rina mambowe
Zeve zeve rina mambo
Zeve zeve rina mambowe
Zeve-zeve rina mambo
Zeve zeve rina mambowe
Zeve zeve rina mambo
Zeve zeve rina mambowe
Zeve zeve rina mambo
ย
Africa vana vako vopera here muNamibia
(Zeve zeve rina mambo)
Africa vana vako vopera here muAzania (zeve zeve rina mambo)
(Zeve zeve rina mambo)
Horendedzawo (zeve zeve rina mambo)
ย
Hauna chemunhu chawakadya
(Zeve zeve rina mambo)
Hauna mhaka yawakapara
(Zeve zeve rina mambowe)
(Zeve zeve rina mambo)
Hauna rutadzo panyika
(Zeve zeve rina mambowe)
(Zeve zeve rina mambo)
Ko choperera mhuri yako
(Zeve zeve rina mambo)
Chingagove chiiko (zeve zeve rina mambowe)
(Zeve zeve rina mambo)
ย
Africa vana vako vopera here iye wondende
(Zeve zeve rina mambo)
Africa vana vako vopera here iye wondende (zeve zeve rina mambo)
(Zeve zeve rina mambo)
Vana vako vopera
(Zeve zeve rina mambo)
(Zeve zeve rina mambowe)
(Zeve zeve rina mambo)
(Zeve zeve rina mambowe)
(Zeve zeve rina mambo)
(Zeve zeve rina mambowe)
(Zeve zeve rina mambo)
ย
Mwana wadaro hoyo wauya
ย
Ndichamupeiko ndiri murombo
Hekani wauya
Reve, tindike, reve, tindike, reve, tindike, reve, tindike
Tindike, tindike, tindike, tindike, wotindika
ย