Skip to content

Ndinotenda Midizimu Yangu

Leonard Dembo & The Barura Express
Popularity ยท Low

Listen

YouTube

0:00 / 0:00
Loading YouTube player...
Lyrics offset
Synced

Lyrics

Chifarai veruvengo nemwana uya muchato wedu wakazogurika Chifarai veruvengo nemwana uya muchato wedu wakazogurika Baba namai ndine hurombo nemwana uya muchato wedu wakazopera Baba namai ndine hurombo nemwana uya muchato wedu wakazopera Zvakambondinetsawo nguva yaakandisiya Zvakambondinetsawo nguva yaakandisiya Zvino ndave neanondidawo anoda hupenyu hwangu Zvino ndave neanondidawo anoda hupenyu hwangu Zvino ndave neanondidawo anonditova mavanga Zvino ndave neanondidawo anonditova mavanga Ndinotenda midzimu yedu ndinotenda midzimu yangu Ndinotenda midzimu yedu ndinotenda midzimu yangu Chifarai veruvengo nemwana uya muchato wedu wakazogurika Baba namai ndine hurombo nemwana uya muchato wedo wakazopera Zvakambondinetsawo nguva yaakandisiya Zvino ndave neanondidawo anoda hupenyu hwangu Zvino ndave neanondidawo anonditova mavanga Ndinotenda midzimu yedu ndinotenda midzimu yangu